VaMnangagwa Voita Musangano neMutungamiri weBelarus VaLukashenko

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika yeBelarus VaAlexander Lukashenko vachisangana nemutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa kuMinsk. VaLukashenko vaudza VaMnangagwa kuti matambudziko akatarisana neZimbabwe anotarisirwa kunyika inenge ichida kuvandudza zvehupfumi.