VaLovemore Gwisa Vanoti Vakarasikirwa neHama Gumi neMbiri kuManicaland

  • Blessing Zulu

Nyaya yedutumupengo Idai yapa kuti vamwe vanhu varasikirwe nehama dzavo dzakawanda zvikuru kuManicaland kunyanya.

Mumwe akarasikirwa nehama dzinotokwanisa kusvika pagumi nembiri ndiVaLovemore Gwiza vanoti vakatakurwa nemvura ava vainge vari kuNgangu neRusitu.

VaGwiza vanoti vanofungidzira kuti mimwe mitumbi yehama dzavo yakatakurwa nemvura kuenda kuMozambique uye parizvino kwakangovigwa vanhu vaviri vane mitumbi yakawanikwa.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaLovemore Gwiza