VaChebundo Voudza Studio 7 Chapa Kuti Vaende kuZanu-PF

  • Blessing Zulu

City of Kwekwe

Vaimbova nhengo yeMDC uye vakambokunda mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, musarudzo yemumiriri weKwekwe muparamende muna 2000, VaBlessing Chebundo, vazivisa kuti vave nhengo yeZanu-PF.

VaChebundo vatambirwa kuState House naVaMnangagwa nevamwe vatungamiri vebato riri kutonga.

VaChebundo vaudza Blessing Zulu weStudio 7 kuti vaenda kuZanu-PFnekuti vave kuda kubatsira kusimudzira nyika.

Your browser doesn’t support HTML5

Mashoko aVaBlessing Chebundo