VaChamisa Vanoti Vanhu Vari Kunetseka Kunyange Nyika Iine Hupfumi

  • Blessing Zulu

VaNelson Chamisa

Mutungamiri webato guru rinopiksa reMDC, VaNelson Chamisa, vanoti munyika hamuna chekupemberera uye havawirirane nemashoko emutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, kuNational Sports Stadium ekuti vari kugadzirisa zvinhu.

VaChamisa vati zvinhu zvinokatyamadza kuti Zimbabwe ine zvicherwa zvakawanda asi vanhu vari kunonga svosve nemuromo.

VacChamisa vati hundyire ndiwo hwapa kuti nyika iende kumawere.

VaChamisa vatiwo sebato guru rinopikisa, uye rine nhengo muparamende, havana kukokwawo kumhemberero dzaitwa kuNational Sports Stadium.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaNelson Chamisa