Vechidiki Vofadzwa Nebhizinesi Rakaunzwa Nekugadzwa KwaVaTrump MuWashington

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Vamwe vakomana vechidiki vakabva kuFlorida vanoti vakafadzwa zvikuru nekufamba kwakanaka kwebhizinesi ravo rekutengesa zvinhu kuneavo vanga vashaya kuzotsigira Va Trump pakugadzwa kwavo. Vakomana vaviri ava vanoti vanotsigira vaTrump sezvo vasina huwori uye vachigona kufambisa mabhizinesi avo.