Vanhu Vobva Kunzvimbo Dzakawanda Vachitsigira VaTrump

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Zvimwe zvizvarwa zveAmerica zvinoti zviri muWashington kuzotsigira VaDonald Trump avo vachange vachigadzwa semutungamiri mutsva weAmerica neChishanu. Amai Amy Bazoro vaudza Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 kuti vari kufara nekugadzwa kwaVa Trump.