Thomas Mapfumo Oronga Kutsikisa Dambarefu Idzva

  • Blessing Zulu

Thomas Mapfumo

Muimbi ane mukurumbira zvikuru Thomas Mukanya Mapfumo anoti ari kutarisira kutsikisa dambarefu rake idzva mwedzi uno mushure mekunge computer yekambani yairitsikisa yarikanganisa.

Kambani iyi iri kuEugene, Oregon muAmerica uye inonzi Tracktown Studios. Doctor Mapfumo vaudza Studio 7 kuti panziyo gumi neshanu dzavainge vatsikisa, pakasara nziyo nhatu chete.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naThomas Mapfumo