Tendai Mtawarira Akaita Mbiri neRugby Oitwa Munyarikani neUNICEF

Your browser doesn’t support HTML5

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chakaita mukurumbira wekutamba mutambo werugby chakamirira nyika yeSouth Africa, Tendai Mtawarira anoti ari kufara nekudomwa semunyarikani wesangano reUNICEF. Mtawarira anoti izvi zvichamupa mukana wekushanda nevanotambura munyika makumi maviri neimwe.