Mhirizhonga Yoramba Ichiitika muSouth Africa

Your browser doesn’t support HTML5

Mapurisa emu South Africa ashandisa zvombo zvemabara asingauraye senzira yekuti vanhu vanga vachiratidzira mumigwagwa yeAlexandria vaparare. Mutungamiri wenyika iyi VaCyril Ramaphosa vashora zvikuru mhizhonga iri kuitika munyika mavo vakati vachaita musangano negurukota rezvemapurisa VaBheki Cele.