Mamwe maseneta ekuAmerica anoti nyika yavo inofanirwa kuisa pazvirango vamwe vanhu vanodyidzana nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vari kutyora kodzero dzeveruzhinji.
Mutauriri weparamende, VaJacob Mudenda, vanoti paramende haifanirwe kutadza kuita basa rayo nepamusana pekushaya mari.
Vakaremera vanoti havasi kufara nebhiri remutemo unobata vakaremara vachiti harina zvido zvavo zvakachengetedzwa mubhiri iri.
Studio7 inotarisa mamiriro akaita zvinhu munyaya dzechikafu kuManicaland
Muchirongwa cheThe Connection na 8pm tiri kutarisa matambudziko akatarisana nenyika munyaya dzechikafu.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave.
Your browser doesn’t support HTML5
Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Ndira 30, 2020