Madzimai ekuMakuti Mudunhu reMashonaland West Orarama Zvakaoma neKutengesa Huswa Hwekupfirira Dzimba

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Mamwe madzimai ekuMakuti mudunhu reMashonaland West ari kurarama zvakaoma nekutengesa huswa hwekupfirira dzimba, bhizinisi ravanoti rave kuvawanisa mari shoma zvichienzaniswa nenguva yakare. Nyaya ina Arthur Chigoriwa.