Vanotengesa Mumigwagwa Vochema neKanzuru yaVaManyenyeni

Your browser doesn’t support HTML5

Meya weguta reHarare, VaBernard Manyenyeni, vanoti mari yakawedzerwa nekuti guta rofanirwa kuita mari kuti risimukire. Vanoti nekuda kwekuti vatengesi vemumigwagwa vari kutengesera panzvimbo dzaisabvumidzwa munguva yapera panga pasati paiswa zvivakwa asi izvi zvichachinja nekuwana kwekanzuru mari.