Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kubvumbi 12, 2017

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Nhau DzeShona Studio7

Your browser doesn’t support HTML5

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chipiri, Kubvumbi 12, 2017

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoudza ma war vets kuti vasakare masimba sezviri kuitwa nevamwe vavo.

Musangano weNera wozeya mitemo yesarudzo yakaturwa neZec kuti mapato aise pfungwa dzawo.

Vari kunze kwenyika votarisa zvavari kuita pamberi pekusvitsa kwenyika makore makumi matatu nemanomwe Zimbabwe yawana kuzvitonga.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa zviri kuitwa nezvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.