Sangano reLove For Africa Rodzidzisa Vanhu Kurima Muti weChaya Une Mashizha Anodyiwa seUsavi

Your browser doesn’t support HTML5

Panguva iyo mitengo yehusavi iri kuramba ichikwira munyika sangano reLove For Africa riri kuVictoria Falls rakabatana ne sangano reMATTER reku USA rinoti rakatanga chirongwa chekudzidza vagari vekumaruva kudyara muti unonzi Chaya uyo usingatore nguva yakareba kuti mashizha awo aitwe usavi.