Vanhu Vomirira Kusvika kweMutumbi waVaMugabe

Your browser doesn’t support HTML5

Vagari vekwa Kutama vanonzi vakamirira kusvika kwemutumbi waVaMugabe kwaZvimba ku Mashonaland West. Mutumbi waVaMugabe uri kutarisirwa kusvika munyika neChitatu masikati uchibva kuSingapore kwavakashaikira.