Hama neShamwari Dzinotaura Pamusoro paSandra Nyaira

Your browser doesn’t support HTML5

Muzvinambiri munyaya dzekutorwa kwenhau, Sandra Nyaira, aradzikwa kumarunfa ekuWarren Hills muHarare. Mutori wenhau uyu akashaya nemusi weChipiri, Chikunguru 13, 2021, uye akaberekwa musi weChipiri, Nyamavhuvhu 13, 1974.