Mumwe muZvinabhizimusi wekuHwange, Oparura Bato reZvematongerwo Enyika

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe muzvinabhizimusi wekuHwange, Amai Elizabeth Valerio, nhasi vaparura bato ravo rezvematongerwo enyika muHarare vachikurudzira nyika dzekunze kuti dzione kuti sarudzo dzegore rinouya dzaitwa zviri pachena.