Muimbi Fortunate Obura Dambarefu reMbira

  • Blessing Zulu

Muimbi Fortunate Dube

Muimbi Fortunate Dube anoti svondo rinouya ari kuburitsa dambarafu rake rechitatu rinonzi Gwenyambira Murudo.

Muzvare Dube uye akambonetsa nekambo Wauya kubva padambarefu rake rekutanga anoti avanudza musambo wake kubva ku urban groove achiimba Afro-Jazz.

Achitaura neStudio nezvekuchinja musambo, Muzvare Dube anoti, “Izvi zvinoratidza kuti ndakura munyaya dzemimhanzi.” Muzvare uyu anoti damberefu iri rine nziyo pfumbamwe. Dambarefu iri rine nziyo dzinosanganisa Ndini Ndinerudo, Mambo weMoyo Wangu naMunhukadzi.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naMuzvare Fortunate Dube