Vhidhiyo yeVanhu Vachiimba Senzira Yekufarira Amai Grace Mugabe muMbare

Your browser doesn’t support HTML5

Goma dzairidzwa, vanhu vachitamba apo vaimirira kusvika kuMbare kwemudzimai wemutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe.