Mutungamiri weNyika VaMnangagwa Votarisirwa Kutaura neVatori Venhau Nezvirikuitika Munyika kuDavos

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa varikutarisirwa kutaura nevatori venhau nezvirikuitika munyika kumusangano weWorld Economic Forum kuDavos, Switzerland. VaMnangagwa vachataura pamusoro pe'Zimbabwe's Transition', neChina pamwe negurukota rezvemari VaPatrick Chinamasa nevamwewo makurokota.