MDC Alliance Inoti Kwete kuZanu PF

Your browser doesn’t support HTML5

Vatsigiri veZanu PF vanonzi vakamboedza kuvhiringidza musangno weMDC Alliance kuNyanga, asi vatsigiri veMDC Alliance vakaramba izvi vakatanga kuimba vachitsigira mutungamiri wavo, VaNelson Chamisa