Masangano Anorwira Kodzero Oshushikana neKupambwa Kuri Kuitwa Vanhu Munyika

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Masangano anorwira kodzero dzevanhu anoti ari kushushikana zvikuru nekusachengetedzwa kwekodzero dzevanhu zvichitevera kupambwa kunonzi kwakaitwa vanhu vatanhatu pamberi pekuratidzira kuri kuda kuitwa mangwana neMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa. Muzvare Jestina Mukoko votaura neStudio7.