Muzvare Tendayi Madondo Vachitaura paMusha waVaMungoshi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutauriri wemhuri yekwaMungoshi, Muzvari Tendayi Madondo, vanoti haisi mhuri yekwaMungoshi yarasikirwa chete, asi kuti nyika nepasi rose rarasikirwa nemunyori wemabhuku aizivikanwa pasi rose