Mabharani Mukuru weNyika VaTobaiwa Mudede vaSanganga neKomiti yeParamende

Your browser doesn’t support HTML5

Mabharani mukuru wenyika, VaTobaiwa Mudede, neMuvhuro vakazivisa komiti yeparamende yezvekudzivirirwa kwenyika kuti vanhu vane zvitupa nyika yose vanosvika mamiriyoni gumi nezviuru mazana matatu, uye miriyoni imwechete nezviuru mazana manomwe vakafa kubva pakaitwa sarudzo dzemuna 2013.