LiveTalk, Mbudzi 29, 2021: Hutachiwana hweOmicron, Kumbomiswa Kufamba kweNyika dzeKuchamhembe kweAfrica

Your browser doesn’t support HTML5

Livetalk: Nhasi tiri kukurukura nezvehutachiwana hutsva hweCOVID-19, Omicron, uye kumbomiswa kufamba kwedzimwe nyika dzemuAfrica nenyika dzinosanganisira America neBritain. Muchirongwa tina Doctor Mathew Nyashanu, VaSipho Ngulube pamwe naVaDhee Msipha