Livetalk, Chikunguru 4, 2022

Your browser doesn’t support HTML5

Muchirongwa chedu cheLivetalk nanhasi, tiri kutarisa nyaya yekushaya simba kwedhora remunyika zvekuti vakawanda havachatori shandise. Tichatarisawo zuva rekuwana kuzvitonga kuzere kweAmerica.