VaChinamasa Vanobvuma Kuoma Kwakaita Zvinhu, Asi Vachivimbisa Shanduko

Your browser doesn’t support HTML5

Vachiparura bhajeti regore rinouya, VaChinamasa vavimbisa kuvandudza hupfumi hwenyika senzira yekukwezva vemabhizinisi avo vasiri kudyara mari dzavo munyika izvo zviri kupa kuti hupfumi huondomoke.