Chirongwa Chevechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove
Your browser doesn’t support HTML5
Muchirongwa chedu chevechidiki kana kuti Youth Forum. Tine hurukuro naMuzvare Cynthia Chigwenya avo vakataura pachirongwa chine mukurumbira zvikuru pasi rose cheTedXLyttleton Women, panotaura nyanzvi munezvaka siyana siyana kusanganisa nyaya dzezvematongero enyika, hupfumi nemagariro akanaka evanhu.