Livetalk: Ndira 10, 2022 Tiri Kukurukura Nezve Makwikwi eAFCON 2021

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Livetalk: Nhasi tiri kutaura nezve Covid-19 nezve makwikwi e Africa Cup of Nations 2021 airikutambirwa kuCameroon. Zimbabwe yadyiwa 1-0 ne Senegal mu Group B Guest, Thandazani Zimbwa. Hosts Marvellous Mhlanga-Nyahuye na Gibbs Dube.