Chikwata cheTennis Zimbabwe chasimudzirwa mumakwikwi e Davis Cup kubva muGroup Four machiri gore rino, kupinda muEuro/Africa zone Group Three gore rinouya.
Izvi zvinotevera kutamba zvakanaka kwachakaita pamitambo ye tennis yakatambirwa kuIvory Coast mwedzi wapera.
Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe nezvekubudirira kwechikwata che Tennis Zimbabwe.