Madzimai neVanasikana Vofamba Mitunhu Yakareba Kunochera Mvura Yoshomeka kuMaruwa
Your browser doesn’t support HTML5
Amai Mirirai Zinhumbu vekwaZvimba vanoti vave kupedza nguva yakareba vachitsvaka mvura. (Vhidhiyo ina Nunurayi Jena)