Mutungamiri wenyika yeRussia VaVladimir Putin nhasi vatora mhiko yekutungamira nyika iyi kusvika muna 2030 mushure mekukunda musarudzo.
VaValdimir Russia Putin
VaPutin vave nemakore makumi maviri nemashanu vachitungamira Russia uye munas 2030 vanokwanisa kukwikwidza zvakare sezvo vakavandudza bumbiro remitemo.
Russia Putin Inauguration
Izvi zviri kuuya panguva iyo VaPutin vari kupomerwa mhosva yekutyora kodzero dzevanhu vemuUkraine mavari kurwisa uye kuisa masimba akawanda mumaoko mavo nekuparadza vanopikisa