Mumwe Mudzimai Anoti Anotsigira VaNelson Chamisa Achitsanangura Pamusoro peMhirizhonga Yaitika Pakuradzikwa kwaMuzvare Moreblessing Ali

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mudzimai anoti anotsigira VaNelson Chamisa aramba kutaura zita rake anotsanangura pamusoro pemhirizhonga yaitika pakuradzikwa kwaMuzvare Moreblessing Ali. (Vhidhiyo naMlondolozi Ndlovu)