Muzvare Benihilda Tsoto Vari kuNyunyuta kuti Vanhu Vari Kupinda Mabasa eKugadzira Mugwagwa weHarare-Chirundu Vari Kubviwa Navo kuHarare.

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mugari wekuMashonaland West ari kunyunyuta nekusapinzwa mabasa kwevagari nevemakambani ari kugadzira mugwagwa weHarare-Chiirundu ndiMuzvare Benihilda Tsoto, avo vanoti vanhu vari kupinda mabasa vari kubviwa navo kuHarare. (Vhidhiyo naNunurai Jena)