Mumiriri weZimbabwe muAmerica, VaTadious Chifamba, Vanokurudzira Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Kuti Zvidyare Mari Kumusha

Your browser doesn’t support HTML5

Mumiriri weZimbabwe muAmerica, VaTadious Chifamba, vanoti zvakakosha kuti zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zvidyare mari kumusha senzira yekusimudzira hupfumi hwenyika. Vakataura izvi muWashington DCpamusangano wakaitwa namuzvinabhizimusi, VaKen Sharpe, vekambani inovaka dzimba yeWestprop.