VaClaris Madhuku, vePlatfrom for Youth and Community Development, Vokurudzira Hurumende Kuti Isimbaradze Nyaya yeKutsvaga Chikafu Kunze

Your browser doesn’t support HTML5

Vanorwira kodzero dzevanhu kumaruva VaClari Madhuku, vesangano rePlatfrom for Youth and Community Development, vanoti hurumende inofanirwa kutsvaga nzira dzekuwana chikafu kune dzimwe nyika kuti vabatsire vari kunetseka nedambudziko rechikafu kumaruwa.