Russia Yabatsira Zimbabwe neGorosi Pamwe neFotereza, Izvo Zvinonzi Zvichabatsira Kurwisa Nzara muNyika

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe yatambira rubatsiro rwegorosi nefotireza kubva kuRussia pasi pechirongwa cheRussia chekubatsira nyika dzemu Africa nechikafu. Mutevedzeri wegurukota rezvekurima, VaVangelis Haritatos, vati fotereza iyi ichagoverwa kuvarimi pasi pechirongwa chemutungamiri wenyika chekubatsira varimi