Mudzimai weNhengo yeCCC yeKupndwa kuMabvuku VaTapfumaneyi Masaya, Amai Maria Zhuwao, Vanoti Mwedzi Mitatu Yapera Pasina Asungwa neNyaya Iyi

Your browser doesn’t support HTML5

Shirikadzi yevaimbova nhengo yeCCC yakapambwa nekupondwa kuMabvuku muHarare gore rapera, VaTapfumaneyi Masaya, Amai Maria Zhuwao, vanoti vari kushushikana zvikuru kuti mwedzi mitatu yatodarika kubva zvakapondwa murume wavo pasina ati asungwa nenyaya iyi uye vasina chavanzwa kubva kumapurisa..