Vamwe veChidiki Vakaremara Vosangana neDambudziko rekuShandisa Zvinodhaka

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wechidiki akaremara anofamba newiricheya muMasvingo uye achiita basa rechiwhindi panokwirirwa mabhazi anoenda kuHarare nekuBulawayo, VaKudakwashe Manyere, vanoti vanoshandisa zvinodhaka nekuti vakangofanana nevanhu vese. (Vhidhiyo naGodfrey Mtimba)