Vana Mazana Mana neMakumi Mana neVatatu (443) Kubva kuZimbabwe Vobatwa Vasina Magwaro eKufambisa kuSouth Africa

South Africa Border Management Authority

Komishina Michael Masiapato veBorder Management Authority yekuSouth Africa vanoti pane vana mazana mana nemakumi mana nevatatu (443) vekuZimbabwe vabatwa paBeitbridge vasina magwaro ekufambisa nevabereki vachiyedza kuendeswa kuSouth Africa nemukoto.

Izvi zvinotevera kumiswa kwemabhazi makumi mana nemaviri nemapurisa nevanorwisa huori vemuSouth Africa avo vaparura

Vanoona nezvekufambiswa kwemabasa musangano reZimbabwe Exiles Forum Muzvare Diana Zimbudzana vaudza Studio 7 kuti chimwe chiri kukonzera kuti vana vafambe vasina magwaro ekufambisa inyaya yekuti ari kudhura.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naMuzvare Diana Zimbudzana