Mutungamiri weCCC, VaChamisa, Vovimbisa Kuti Bato Ravo Richachengetedza Vatori veNhau paMisangano Yaro Zvisineyi Nekuti Vabva kuKambani Ipi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiriri webato re CCC, VaNelson Chamisa, vanoti sarudzo hadzigoni kufamba zvakanaka kana vatori venhau vachimbunyikidzwa, kurohwa vari pabasa kana kutorerwa zvekushandisa zvavo, uye vavimbisa kuti bato ravo richachengetedza vatori venhau pamisangano yaro zvisinei kuti vanoshandira kambani ipi.