Mumwe weVasungwa Vakaregererwa neChishanu Chapfuura Oramba Mhosva Yaakanga Akasungirwa

Your browser doesn’t support HTML5

VaMaganda Zvenyika, mumwe wevasungwa vakaregererwa neChishanu, vanoti havana kubata chibaro mwana anga asati abva zera sekupomerwa kwavakaita vachizokandwa mujeri. (Vhidhiyo ina Rutendo Mawere)