Tsvakurudzo yePYCD nePLAAS Inoratidza Kuti Kutorera Vanhu veKumaruwa Minda neMisha Yavo Hazviunzi Budiriro Uye Inokanganisa Madzimai neVana

Your browser doesn’t support HTML5

Vachitaura pamusangano wakaitirwa kudunhu reChipinge kuManicaland, vaitungamira tsvakurudzo iyi, Doctor Philani Zamchiya, vanoti zvakabudawo pachena kuti kubvisa vanhu munzvimbo dzavanogara kunoshungurudza madzimai zvakanyanya uye kunovasiya vave muhurombo. Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.