Tsvakurudzo yePYCD nePLAAS Inoratidza Kuti Kutorera Vanhu veKumaruwa Minda neMisha Yavo Hazviunzi Budiriro Uye Inokanganisa Madzimai neVana

Your browser doesn’t support HTML5

Sabhuku vemumusha weMubarati kuWard 16 kwaKondo kwakare kuChipinge, Amai Zvironzo Kondo, vaudza Studio 7 kuti dambudziko rekudzingwa kwevanhu nekanzuru rakura chose munzvimbo mavo uye vanhu vanochema kwavari zuva nezuva. Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.