Makara Asionane Ghana neUruguay Otatsurana Zvakare kuWorld Cup Nhasi

Your browser doesn’t support HTML5

#voaworldcup2022 #fifaworldcup #worldcup Vatsigiri veGhana vanoti havasati varegerera Luis Suarez nekushandisa maoko kubata bhora rainge rogohwa muna 2010 zvakapa kuti nyika iyi irohwe nekuburitswa mumakwikwi eFIFA World Cup kuSouth Africa. Vhidhiyo ina Jackson Mvungani weVOA.