Breaking...Senegal Yopinda muChikamu Chechipiri Mumakwikwi eFIFA World Cup kuQatar

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Senegal's Kalidou Koulibaly, kurudyi, achipemberera kunwisa mumutambo ne Ecuador and Senegal, munhandare yeKhalifa International Stadium, Doha,

Senegal yave nyika yekutanga muAfrica kupinda muchikamu chechipiri chemakwikwi eWorld Cup kuQatar. Senegal yakunda Ecuador 2-1 muGroup A.

Yabudirira kuenda kuchikamu chenyika gumi nenhatu kana kuti Group of 16 pamwe neNetherlands yakunda Qatar 2-0 muGroup A zvekare.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naThandazani Zimbwa