VaMnangagwa Vokurudzira Runyararo Vamwe Vakazvimirira Vachiti Vanowirirana Navo

Your browser doesn’t support HTML5

Mumiriri weNorton VaTemba,Mliswa avo vakazvimira vati semugariro mashoko aVaMnangagwa akanaka chose asi haabatsiri kana makurukota avo akaramba asingakoshesi paramende.Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.