VaMnangagwa Vokurudzira Runyararo Izvo Zviri Kutsigirwa neNhengo dzeBato Ravo

Your browser doesn’t support HTML5

Vanokokera nhengo dzeZanu PF muNational Assembly VaPupurai Togarepi vanomirira, Gutu South, vatenda VaMnangagwa nemashoko avo vakati zvassarira paramende kuti igadzire mitemo inodiwa nehurumende.