VaMnangagwa Vokurudzira Runyararo Vmwe Vanopikisa Vachiti Vanowirirana Navo

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiri webato reMDC-T, Seneta Douglas Mwonzora vati vanowirirana naVaMnangagwa kuti pasave nemhirizhonga apo nyika inoenda kusarudzo gore rinouya asi vakati hazvifaniri kuperera mukutaura chete.Vhidhiyo ina Godwin Mangudya.