Sangano Revechidiki reProject Vote 263, Roparura Chirongwa Chekukurudzira Vechidiki Kuti Vavhote

Your browser doesn’t support HTML5

Sangano revechidiki reProject Vote 263, nezuro rakapurura chirongwa chinokukurudzira vechidiki kuti vavhote pamwe nekukwikwidza zvigaro zvehutungamiriri musarudzo dza2023 Imwe nhengo yeZINASU uye vari mudzidzi paUniversity of Zimbabwe, VaNarshon Kohlo, vanoti vanotambira chirongwa ichi.